Isaiah 24:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋuŋganidzwa pamŋe cete, seɀinoʋuŋganidzwa ʋasuŋgwa mugomba, ʋacapfigirwa mutoroŋgo; ɀino kana mazuʋa mazhinji apfuʋura ʋacashanyirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachaunganidzwa pamwe chete kufanana navasungwa vakasungwa mugomba; vachapfigirwa mutorongo vagozorangwa kwamazuva mazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachaunganidzwa pamwechete savasungwa vari muhunza, vachapfigirwa mujeri mushure memazuva mazhinji vanozorangwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachaunganidzwa pamwechete, sezvinounganidzwa vasungwa mugomba, vachapfigirwa mutorongo; zvino kana mazuva mazhinji apfuura vachashanyirwa.
Shona 2009?
Vachaunganidzwa pamwechete, sezvinounganidzwa vasungwa mugomba, vachapfigirwa mutirongo; zvino kana mazuva mazhinji apfuura vachashanyirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vachaunganidzwa pamwechete, sezvinounganidzwa vasungwa mugomba, vachapfigirwa mutorongo; zvino kana mazuva mazhinji apfuura vachashanyirwa.