Isaiah 24:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika icabvisirwa ɀose ɀayo, icaparadzwa cose; nokuti Jehova wakataura shoko iro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika ichaparadzwa zvachose uye ichatorerwa zvayo zvose. Jehovha ataura shoko irori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi pose pachanyatsoparadzwa zvokunyatsoitwa dongo chairo nokuti Tenzi wazvitaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ichabvisirwa zvose zvayo, ichaparadzwa chose; nokuti Jehovha akataura shoko iro.
Shona 2009?
Nyika ichabvisirwa zvose zvayo, ichaparadzwa chose; nokuti Jehovha akataura shoko iro.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ichabvisirwa zvose zvayo, ichaparadzwa chose; nokuti Jehovha akataura shoko iro.