Isaiah 24:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yakaȿiɓiswa ʋo naʋagere mairi; nokuti ʋakaɗarika mirairo, ʋakakaŋganisa mitemo, nokuputsa suŋgano isiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika inosvibiswa navanhu vayo; havana kuteerera mirayiro, vakapandukira mitemo uye vakaputsa sungano isingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi pose paipiswa navagari vemo nokuti vakadarika mitemo vakaramba mirao vakatyora chitenderano chokugara nokugara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yakasvibiswawo navagere mairi; nokuti vakadarika mirayiro, vakakanganisa mitemo, nokuputsa sungano isingaperi.
Shona 2009?
Nyika yakasvibiswawo navagere mairi; nokuti vakadarika mirayiro, vakakanganisa mitemo, nokuputsa sungano isingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yakasvibiswawo navagere mairi; nokuti vakadarika mirairo, vakakanganisa mitemo, nokuputsa sungano isingaperi.