Isaiah 24:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka kutuka kwaMŋari kwapedza nyika, naʋagere’mo ʋaʋa nemhoȿa; saka ʋagere munyika ʋapiswa, ʋaŋgosara ʋanhu ʋashoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo kutuka kunoparadza nyika, vanhu vayo vanofanira kuzvitakurira mhosva dzavo. Naizvozvo vagari vomunyika vopiswa, uye vashoma ndivo vasara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo rushambwa rwaparadza pasi pose vagari vemo vanotambudzikira mhosva dzavo. Ndokusaka vagari vepasi pose vakatsva kwasara vanhu vashoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka kutuka kwaMwari kwapedza nyika, navageremo vava nemhosva; saka vagere munyika vapiswa, vangosara vanhu vashoma.
Shona 2009?
Saka kutuka kwaMwari kwapedza nyika, navageremo vava nemhosva; saka vagere munyika vapiswa, vangosara vanhu vashoma.
Shona SUB 2002 Bible
Saka kutuka kwaMwari kwapedza nyika, navageremo vava nemhosva; saka vagere munyika vapiswa, vangosara vanhu vashoma.