Isaiah 25:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaparadza rufu nokusiŋgaperi, Ishe Jehova ucapisika misodzi paɀiso ɀose; ucabvisa kuɀidzwa kwaʋanhu ʋake panyika yose; nokuti Jehova wakataura iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye achamedza rufu nokusingaperi. Wamasimba Ose achapisika misodzi kubva pazvose zvose; achabvisa kunyadziswa kwavanhu vake panyika yose. Jehovha ataura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achatsakatisa rufu nokusingaperi, uye Tenzi, Tenzi achapukuta vose musodzi pamatama, uyewo achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake pasi pose, nokuti Tenzi ndiye azvireva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaparadza rufu nokusingaperi, Ishe Jehovha achapisika misodzi pazviso zvose; achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake panyika yose; nokuti Jehovha akataura izvozvo.
Shona 2009?
Akaparadza rufu nokusingaperi, Ishe Jehovha achapisika misodzi pazviso zvose; achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake panyika yose; nokuti Jehovha akataura izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaparadza rufu nokusingaperi, Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvose; achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake panyika yose; nokuti Jehovha akataura izvozvo.