Isaiah 26:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mawanza rudzi, Jehova, mawanza rudzi; makurumbira, makurisa miganho yose yenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makakurisa rudzi, imi Jehovha; makakurisa rudzi. Makazviwanira mukurumbira; mukakurisa miganhu yose yenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi Tenzi makapamhidzira vanhu kurudzi rwedu, muchitiwanziridza murudzi rwedu. Imi munorumbidzwa makawedzeredza nyika yacho yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mawanza rudzi, Jehovha, mawanza rudzi; makurumbira, makurisa miganho yose yenyika.
Shona 2009?
Mawanza rudzi, Jehovha, mawanza rudzi; makurumbira, makurisa miganho yose yenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Mawanza rudzi, Jehovha, mawanza rudzi; makurumbira, makurisa miganhu yose yenyika.