Isaiah 26:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isu takaŋga tinemimba, takaŋga tiri pakurwadziwa, takaɓereka ɀineŋge mhepo ɓedzi; hatinakuʋigira nyika sunuŋguro, ʋuye ʋaŋgagara panyika haʋana‐kuɀarwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takanga tine mimba, tichimonyoroka mukurwadziwa, asi takabereka mhepo. Hatina kuvigira nyika ruponeso; hatina chatakaberekera vanhu venyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takanga takazvitakura tikayaura asi takasununguka mhepo. Kununura nyika ino hatina, kunyange vagari vapanyika havana kukurirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isu takanga tava nepamuviri, takanga tiri pakurwadziwa, takabereka zvinenge mhepo bedzi; hatina kuvigira nyika sununguro, uye vangagara panyika havana kuzvarwa.
Shona 2009?
Isu takanga tava nepamuviri, takanga tiri pakurwadziwa, takabereka zvinenge mhepo bedzi; hatina kuvigira nyika sununguro, uye vangagara panyika havana kuzvarwa.
Shona SUB 2002 Bible
Isu takanga tava nepamuviri, takanga tiri pakurwadziwa, takabereka zvinenge mhepo bedzi; hatina kuvigira nyika sununguro, uye vangagara panyika havana kuzvarwa.