Isaiah 26:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafa ʋenyu ʋacararama, ɀitunha ɀaŋgu ɀicamuka. Mukai, muimbe, imi mugere muguruʋa; nokuti ɗoʋa renyu rakaita seɗoʋa reciedza; nyika icaɓuɗisa ʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakafa venyu vachararama; miviri yavo ichamuka. Imi mugere muguruva, mukai mupembere. Dova renyu rakaita sedova ramangwanani; nyika ichabudisa vakafa vayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakafa venyu vachava vapenyu, miviri yavo ichamuka. Vashakabvu vari muvhu mukai muimbe norufaro. Tinodaro nokuti dova renyu idova rine chiedza uye nyika yavashakabvu ichasununguka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafa venyu vachararama, zvitunha zvavo zvichamuka. Mukai, muimbe, imi mugere muguruva; nokuti dova renyu rakaita sedova rechiedza; nyika ichabudisa vakafa.
Shona 2009?
Vakafa venyu vachararama, zvitunha zvavo zvichamuka. Mukai, muimbe, imwi mugere muguruva; nokuti dova renyu rakaita sedova rechiedza; nyika ichabudisa vakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakafa venyu vachararama, zvitunha zvavo zvichamuka. Mukai, muimbe, imi mugere muguruva; nokuti dova renyu rakaita sedova rechiedza; nyika ichabudisa vakafa.