Isaiah 26:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuyai ʋanhu ʋaŋgu, pindai muimba yenyu yomukati, mupfige mikoʋa yenyu shure kwenyu; muʋande ŋguʋa ɗuku, kuȿikira kutsamŋa kwapfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chiendai, vanhu vangu, pindai mumakamuri enyu, mugopfiga mikova shure kwenyu; muvande kwechinguva kusvikira kutsamwa kwake kwapfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vangu, endai mupinde mumba muzarire makonhi mumbohwanda kwenguva shoma kusvikira hasha dzake dzapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyai vanhu vangu, pindai muimba yenyu yomukati, mupfige mikova yenyu shure kwenyu; muvande nguva duku, kusvikira kutsamwa kwapfuura.
Shona 2009?
Uyai vanhu vangu, pindai muimba yenyu yomukati, mupfige mikova yenyu shure kwenyu; muvande nguva duku, kusvikira kutsamwa kwapfuura.
Shona SUB 2002 Bible
Uyai vanhu vangu, pindai muimba yenyu yomukati, mupfige mikova yenyu shure kwenyu; muvande nguva duku, kusvikira kutsamwa kwapfuura.