Isaiah 26:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yaʋakarurama yakarurama; imi munoruramisa nzira yaʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzira yavakarurama yakati chechetere; imi Akarurama, munoita kuti nzira yavakarurama iti chechetere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gwara rowakarurama muchechetere nzira yomururami munoiita kuti ive yakati sandara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira yavakarurama yakarurama; imi munoruramisa nzira yavakarurama.
Shona 2009?
Nzira yavakarurama yakarurama; imwi munoruramisa nzira yavakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Nzira yavakarurama yakarurama; imi munoruramisa nzira yavakarurama.