Isaiah 27:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro Jehova ucaroʋa nomunondo wake mukukutu, mukuru, nounesimba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, nereviatani, nyoka yakagonyana; ucaʋuraya cikara ciri muguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro, Jehovha acharanga nomunondo wake, iwo munondo wake mukuru une simba uye unotyisa, Revhiatani nyoka inokurumidza, Revhiatani nyoka inogonyana; achauraya chikara chomugungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro Tenzi acharanga zigaranyanya nebakatwa rake rakaoma guru rakasimba, iro zinyoka rokutiza, zigaranyanya, zinyoka rinozvongonyoka, achaurayawo zigaranyanya romugungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro Jehovha acharova nomunondo wake mukukutu, mukuru, noune simba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, iyo, nyoka yakagonyana; achauraya chikara chiri mugungwa.
Shona 2009?
Nezuva iro Jehovha acharova nomunondo wake mukukutu, mukuru, noune simba, revhiatani, iyo nyoka inokurumidza, iyo, nyoka yakagonyana; achauraya chikara chiri mugungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro Jehovha acharova nomunondo wake mukukutu, mukuru, noune simba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, iyo, nyoka yakagonyana; achauraya chikara chiri mugungwa.