Isaiah 27:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti guta, rakakombga noruȿiŋgo, rasiyiwa riri roga, bgaʋa ʋugaro bgasiyiwa riri ɗoŋgo, serenje; ndipo pacaʋa namafuro emhuru, ndipo paicaʋata pasi, icidya mashizha apo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Guta rakakomberedzwa norusvingo rasiyiwa rava dongo, hwava ugaro hwakasiyiwa, kufanana nerenje; mhuru dzofura ikoko, uye ikoko ndiko kwadzinovata; dzinosiya matavi asisina chinhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti guta retsvingo rangosara rava roga roga somusha wakasiyiwa wakaramwiwa, serenje chairo mava kutofura zvamo mhuru ichitorara zvayo pasi ichitokwazwura zvayo mapazi aro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti guta, rakakombwa norusvingo, rasiyiwa riri roga, hwava hugaro hwasiyiwa riri dongo, serenje; ndipo pachava namafuro emhuru, ndipo paichavata pasi, ichidya mashizha apo.
Shona 2009?
Nokuti guta, rakakombwa norusvingo, rasiyiwa riri roga, hwava hugaro hwasiyiwa riri dongo, serenje; ndipo pachava namafuro emhuru, ndipo paichavata pasi, ichidya mashizha apo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti guta, rakakombwa norusvingo, rasiyiwa riri roga, hwava hugaro hwasiyiwa riri dongo, serenje; ndipo pachava namafuro emhuru, ndipo paichavata pasi, ichidya mashizha apo.