Isaiah 27:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro hwamanda huru icaridzwa; ʋakaŋga ʋoparara panyika yeAsiria, naʋakaŋga ʋadziŋgirwa kunyika yeEgipita, ʋacaʋuya; ʋacanamata Jehova pagomo dɀene paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pazuva iro hwamanda huru icharira. Vakanga vofira muAsiria uye navaya vakanga vatizira kuIjipiti vachauya kuzonamata Jehovha pamusoro pegomo dzvene riri muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino nezuva iroro kucharidzwa zibhosvo guruguru. Vanhu vakanga vateterekera munyika yeAsiria navakanga vambodzingwa munyika yeIjipiti, vachauya kuzopfugamira Tenzi pagomo rinoera muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro hwamanda huru icharidzwa; vakanga voparara panyika yeAsiria, navakanga vadzingirwa kunyika yeIjipiti, vachauya; vachanamata Jehovha pagomo dzvene paJerusaremu.
Shona 2009?
Zvino nezuva iro hwamanda huru icharidzwa; vakanga voparara panyika yeAsiria, navakanga vadzingirwa kunyika yeIjipiti, vachauya; vachanamata Jehovha pagomo dzvene paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro hwamanda huru icharidzwa; vakanga voparara panyika yeAsiria, navakanga vadzingirwa kunyika yeIjipiti, vachauya; vachanamata Jehovha pagomo dzvene paJerusaremu.