Isaiah 27:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ʋacaimba ʋaciti: Munda wemizambiriŋga, ciuimbirai!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro, “Imbai nezvomuzambiringa unobereka:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro Tenzi achataura nezvemunda wake wamagirepisi achiti uimbirei muchiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro vachaimba vachiti, “Munda wemidzambiringa, chiumbira!
Shona 2009?
Nezuva iro vachaimba vachiti, "Munda wemizambiringa, chiuimbirai!
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro vachaimba vachiti, “Munda wemizambiringa, chiumbira!