Isaiah 27:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini handinehasha; ɗai rukato neminzwa ɀairwa neni! Ndaiɀiʋamba, ndaiɀipisa pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kutsamwa Dai paingova nerukato neminzwa zvinorwa neni! Ndaienda kundorwa nazvo; ndaizvipisa zvose nomoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hasha aiwa handichisina. Dai kuri kuti pane minzwa norukato zvandinofanira kuita hondo nazvo, ndaitosimuka ndikarwisana nazvo, ndaizviti unga unga ndizvipise.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini handina hasha; dai rukato neminzwa zvairwa neni! Ndaizvivamba, ndaizvipisa pamwechete.
Shona 2009?
Ini handina hasha; dai rukato nemhinzwa zvairwa neni! Ndaizvivamba, ndaizvipisa pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Ini handina hasha; dai rukato neminzwa zvairwa neni! Ndaizvivamba, ndaizvipisa pamwechete.