Isaiah 27:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa anoʋuya Jakobo ucamera midzi; Israeri ucatuŋga maruʋa nokutumbuka; ʋacazadza nyika yose neɀiɓereko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva anouya, Jakobho achadzika midzi, Israeri achabukira uye achatunga maruva, agozadza nyika yose nomuchero,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mune ramangwana Jakobho achadzika midzi, Isiraeri ichatumbuka igoita nhungirwa igozadza pasi pose namapudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva anouya Jakobho achamera midzi; Isiraeri achatunga maruva nokutumbuka; vachazadza nyika yose nezvibereko.
Shona 2009?
Namazuva anouya Jakobho achamera midzi; Isiraeri achatunga maruva nokutumbuka; vachazadza nyika yose nezvibereko.
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva anouya Jakobho achamera midzi; Isiraeri achatunga maruva nokutumbuka; vachazadza nyika yose nezvibereko.