Isaiah 27:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakuʋadziŋga kwenyu makarwa naʋo neciyero cakafanira; wakaʋabvisa nemhepo yake inesimba nezuʋa remhepo yokumabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muhondo makarwa naye mukamudzinga, nokurwisa kwake kunotyisa akamudzinga, kufanana pazuva rinovhuvhuta mhepo yokumabvazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makavaitira zvine mwero nokumbovaita kuti vatapwe maitira kuti vafunge akavabvisa aviruka kwazvo nehasha pazuva remhepo yokumabvazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakuvadzinga kwenyu makarwa navo nechiyero chakafanira; wakavabvisa nemhepo yake ine simba nezuva remhepo yokumabvazuva.
Shona 2009?
Pakuvadzinga kwenyu makarwa navo nechiyero chakafanira; wakavabvisa nemhepo yake ine simba nezuva remhepo yokumabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Pakuvadzinga kwenyu makarwa navo nechiyero chakafanira; wakavabvisa nemhepo yake ine simba nezuva remhepo yokumabvazuva.