Isaiah 28:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Zororo riri pano, zorodzai ʋakaneta; pano ndi’po panokutonhorera; asi ʋakaramba kuterera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kwavari akati, “Iyi ndiyo nzvimbo yokuzorora, vakaneta ngavazorore,” uye, “Iyi ndiyo nzvimbo yorunyararo,” asi havana kumboteerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Zororo riri pano, zorodzai vakaneta; pano ndipo panokutonhorera;” asi vakaramba kuteerera.
Shona 2009?
akati kwavari, "Zororo riri pano, zorodzai vakaneta; pano ndipo panokutonhorera;" asi vakaramba kuteerera.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Zororo riri pano, zorodzai vakaneta; pano ndipo panokutonhorera;” asi vakaramba kuteerera.