Isaiah 28:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Suŋgano yenyu yamakaita norufu icadzimŋa, nokutenderana kwenyu neSheori hakuŋgamiri; kana shamhu, inokukura, icipfuʋura, mucatsikwa pasi nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sungano yenyu norufu ichadzimwa; chitenderano chenyu neguva hachingamiri. Shamhu inokukura painouya, muchakundwa nayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndopachapedzwa zvechibvumirano chenyu norufu, chitsidzirano chenyu neNzvimbo yeVachakabvu chichiparara. Kana shamhu yokuparadza yava kupfuura muchanyatsorikitwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sungano yenyu yamakaita norufu ichadzimwa, nokutenderana kwenyu neSheori hakungamiri; kana shamhu, inokukura, ichipfuura, muchatsikwa pasi nayo.
Shona 2009?
Sungano yenyu yamakaita norufu ichadzimwa, nokutenderana kwenyu neSheori hakungamiri; kana shamhu, inokukura, ichipfuura, muchatsikwa pasi nayo.
Shona SUB 2002 Bible
Sungano yenyu yamakaita norufu ichadzimwa, nokutenderana kwenyu neSheori hakungamiri; kana shamhu, inokukura, ichipfuura, muchatsikwa pasi nayo.