Isaiah 28:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mubeda ucaʋa mufupi, munhu haaŋgagoni kutandaʋara pamsoro pawo, nejira ricaʋa ɗuku, munhu haaŋgagoni kuɀifukidza naro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mubhedha uchava mupfupi pakutandavara, uye jira richava diki zvokuti munhu haangagoni kufukidzwa naro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mubhedha uchava mupfupi, munhu haangagoni kutandavara pamusoro pawo, nejira richava duku, munhu haangagoni kuzvifukidza naro.
Shona 2009?
Nokuti mubhedha uchava mupfupi, munhu haangagoni kutandavara pamusoro pawo, nejira richava duku, munhu haangagoni kuzvifukidza naro.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mubhedha uchava mupfupi, munhu haangagoni kutandavara pamusoro pawo, nejira richava duku, munhu haangagoni kuzvifukidza naro.