Isaiah 28:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari wake unomuziʋisa ɀakanaka nokumudzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Mwari wake anomurairidza nokumudzidzisa nzira yakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzidziswa zvakanaka nokuti Mwari wake ndiye anomuudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari wake anomuzivisa zvakanaka nokumudzidzisa.
Shona 2009?
Nokuti Mwari wake anomuzivisa zvakanaka nokumudzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari wake anomuzivisa zvakanaka nokumudzidzisa.