Isaiah 28:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀi ɀinobva kunaJehova wehondo, unoshamisa neɀaanofuŋga, mukuru kwaɀo pakuɓata kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvose zvinobvawo kuna Jehovha Wamasimba Ose, anoshamisa mukurayira uye mukuru kwazvo muuchenjeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvi zvinobva kuna Jehovha wehondo, anoshamisa nezvaanofunga, mukuru kwazvo pakubata kwake.
Shona 2009?
Naizvozvi zvinobva kuna Jehovha wehondo, anoshamisa nezvaanofunga, mukuru kwazvo pakubata kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvi zvinobva kuna Jehovha wehondo, anoshamisa nezvaanofunga, mukuru kwazvo pakubata kwake.