Isaiah 28:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti matafura aʋo azere namarutsi anosemesa, hapana‐pakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tafura dzose dzazara marutsi uye hapachina nzvimbo isina tsvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mateburu ose azara marutsi hapana pasisina tsvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti matafura avo azere namarutsi anosemesa, hapana pakanaka.
Shona 2009?
Nokuti matafura avo azere namarutsi anosemesa, hapana pakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti matafura avo azere namarutsi anosemesa, hapana pakanaka.