Isaiah 28:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko waacadzidzisa ziʋo? Ndianiko waacadzidzisa kunzwisisa shoko? Iʋo ʋakarumurwa pamukaka, ʋakabviswa pazamu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waanotsanangurira shoko? Kuvana vakarumurwa pamukaka, kuna avo vachangobva pazamu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye achadzidziswa ndiani uye ndiani achatsanangurirwa shoko racho? Ndumurwa here? Kana kuti mwana achangobva achangorumurwa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waachadzidzisa kunzwisisa shoko? Ivo vakarumurwa pamukaka, vakabviswa pazamu here?
Shona 2009?
"Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waachadzidzisa kunzwisisa shoko? Ivo vakarumurwa pamukaka, vakabviswa pazamu here?
Shona SUB 2002 Bible
“Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waachadzidzisa kunzwisisa shoko? Ivo vakarumurwa pamukaka, vakabviswa pazamu here?