Isaiah 29:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino rugwaro runopiwa usina‐kudzidza, ɀicinzi: Ƌoraʋa hako iɀoɀi; iye ndokuti: Handina‐kudzidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuti mukapa rugwaro kuno mumwe asingagoni kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handigoni kuverenga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo kana voripa kuno munhu asingagoni kuverenga vachiti, “Verenga bhuku iri,” iye anoti, “Handikwanisi kuverenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino rugwaro runopiwa usina kudzidza, zvichinzi, “Dorava hako izvozvi;” iye ndokuti, “Handina kudzidza.”
Shona 2009?
zvino rugwaro runopiwa usina kudzidza, zvichinzi, "Dorava hako izvozvi;" iye ndokuti, "Handina kudzidza."
Shona SUB 2002 Bible
zvino rugwaro runopiwa asina kudzidza, zvichinzi, “Dorava hako izvozvi;” iye ndokuti, “Handina kudzidza.”