Isaiah 29:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe akati: Aʋa ʋanhu ɀaʋanosweɗera kwandiri, ʋacindikudza nomuromo waʋo ʋuye nemiromo yaʋo, asi mŋoyo yaʋo ʋakaiisa kure neni, nokunditya kwaʋo ɀawaʋa murairo waʋanhu waʋakadzidziswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe anoti: “Vanhu ava vanoswedera kwandiri nemiromo yavo, uye vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Kundinamata kwavo kwangova kwemitemo inodzidziswa navanhu chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Pamusana pokuti vanhu ava vanongouya kuzondinamata zvapamuromo chete vachindikudza nemiromo yavo asi mwoyo yavo iri kure neni, kundiremekedza kwavo, unongova mutemo wavakadzidziswa wavakabata nomusoro chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe akati, “Ava vanhu zvavanoswedera kwandiri, vachindikudza nomuromo wavo uye nemiromo yavo, asi mwoyo yavo vakaiisa kure neni, nokunditya kwavo zvawava murayiro wavanhu wavakadzidziswa;
Shona 2009?
Ishe akati, "Ava vanhu zvavanoswedera kwandiri, vachindikudza nomuromo wavo uye nemiromo yavo, asi moyo yavo vakaiisa kure neni, nokunditya kwavo zvawava murayiro wavanhu wavakadzidziswa;
Shona SUB 2002 Bible
Ishe akati, “Ava vanhu zvavanoswedera kwandiri, vachindikudza nomuromo wavo uye nemiromo yavo, asi mwoyo yavo vakaiisa kure neni, nokunditya kwavo zvawava murairo wavanhu wavakadzidziswa;