Isaiah 29:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanenhamo ʋanotȿaka kuʋanzira Jehova mano aʋo pakadzika, maɓasa aʋo ari murima, ʋaciti: Ndiani unotiʋona, ndiani unotiziʋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vane nhamo avo vanovanzira Jehovha mano avo pakadzikadzika, vanoita mabasa avo murima vachifunga mumwoyo yavo kuti, “Ndiani anotiona? Ndiani achaziva?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichakuwanai zvenyu imi munoviga kwazvo mazano enyu pana Tenzi imi vemabasa erima, muchiti, “Ndiani anozviona, ndiani angazvizive.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vane nhamo vanotsvaka kuvanzira Jehovha mano avo pakadzika, mabasa avo ari murima, vachiti, “Ndiani anotiona, ndiani anotiziva?”
Shona 2009?
Vane nhamo vanotsvaka kuvanzira Jehovha mano avo pakadzika, mabasa avo ari murima, vachiti, "Ndiani anotiona, ndiani anotiziva?"
Shona SUB 2002 Bible
Vane nhamo vanotsvaka kuvanzira Jehovha mano avo pakadzika, mabasa avo ari murima, vachiti, “Ndiani anotiona, ndiani anotiziva?”