Isaiah 29:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unotyisa waparadzwa, muɗaɗi waguma, naʋose ʋanogarira ɀakaipa ʋabviswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vane utsinye vachaparadzwa, vaseki vachanyangarika, uye vose vane ziso rinofarira zvakaipa vachaurayiwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vanoutsinye vachaguma, vadadi vachapera, vose vanogaririra kuita zvakaipa vachatsakatiswa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anotyisa aparadzwa, mudadi aguma, navose vanogarira zvakaipa vabviswa;
Shona 2009?
Nokuti anotyisa aparadzwa, mudadi aguma, navose vanogarira zvakaipa vabviswa;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anotyisa aparadzwa, mudadi aguma, navose vanogarira zvakaipa vabviswa;