Isaiah 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iti pamsoro powakarurama, kuti ucaʋa nomufaro; nokuti ʋacadya ɀiɓereko ɀamaɓasa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Udzai vakarurama kuti zvichavanakira, nokuti vachanakirwa nezvibereko zvamabasa avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Taurirai vakarurama kuti zvichavanakira, nokuti vachadya mubayiro wezvavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iti pamusoro powakarurama, kuti achava nomufaro; nokuti vachadya zvibereko zvamabasa avo.
Shona 2009?
Iti pamusoro powakarurama, kuti achava nomufaro; nokuti vachadya zvibereko zvamabasa avo.
Shona SUB 2002 Bible
Iti pamusoro powakarurama, kuti achava nomufaro; nokuti vachadya zvibereko zvamabasa avo.