Isaiah 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaipa unenhamo! iye haaŋgaʋi nomufaro, nokuti ucapiwa muɓairo wamaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vane nhamo vakaipa! Njodzi yava kuda kuvawira! Vacharipirwa zvakabatwa namaoko avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichamuwana wakaipa, zvichamuipira, nokuti zvaakabata namaoko ake ndozvaachaitirwawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakaipa ane nhamo! Iye haangavi nomufaro, nokuti achapiwa mubayiro wamaoko ake.
Shona 2009?
Wakaipa ane nhamo! Iye haangavi nomufaro, nokuti achapiwa mubayiro wamaoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
Wakaipa ane nhamo! Iye haangavi nomufaro, nokuti achapiwa mubairo wamaoko ake.