Isaiah 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucatoŋga ʋakuru ʋaʋanhu ʋake namacinda aʋo, aciti: Ndimi mapedza munda wemizambiriŋga; ɀakapambga ɀaʋarombo ɀiri mudzimba dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anopinda mukutonga vakuru navatungamiri vavanhu vake achiti, “Ndimi makaparadza munda wangu womuzambiringa; zvakapambwa zvinobva kuvarombo zviri mudzimba dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ava kupinza dare vakuru vakuru pamwechete namakurukota avanhu vake, achivapa mhosva yokuti, “Ndimi makarozva munda wamagirepisi, mudzimba dzenyu mune zvinhu zvamakapamba imi kuvarombo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha achatonga vakuru vavanhu vake namachinda avo, achiti, “Ndimi mapedza munda wemidzambiringa; zvakapambwa zvavarombo zviri mudzimba dzenyu.”
Shona 2009?
Jehovha achatonga vakuru vavanhu vake namachinda avo, achiti, "Ndimi mapedza munda wemizambiringa; zvakapambwa zvavarombo zviri mudzimba dzenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha achatonga vakuru vavanhu vake namachinda avo, achiti, “Ndimi mapedza munda wemizambiringa; zvakapambwa zvavarombo zviri mudzimba dzenyu.”