Isaiah 3:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Masuʋo aro acacema nokurira; ricaitwa ɗoŋgo ndokugara pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Masuo eZioni achaungudza nokuchema; nokutambura kwavo, achagara pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dare rokumisuo mikuru kweZioni richahwihwidza kuchema rachiti pasi pwashasha kugara somukadzi asiyiwa achiti dano asina chaakapfeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Masuo aro achachema nokurira; richaitwa dongo ndokugara pasi.
Shona 2009?
Masuo aro achachema nokurira; richaitwa dongo ndokugara pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Masuwo aro achachema nokurira; richaitwa dongo ndokugara pasi.