Isaiah 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋapa ʋanana aʋe macinda aʋo, ʋacaɓatwa naʋacece.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti majaya ave vabati vavo; vana vadiki ndivo vachavatonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vakomana zvavo vave ndiwo madzishe avo vatongwe nepwere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavapa vanana ave machinda avo, vachabatwa navacheche.
Shona 2009?
Ndichavapa vanana ave machinda avo, vachabatwa navacheche.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavapa vanana ave machinda avo, vachabatwa navacheche.