Isaiah 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro ucaɗanidzira, aciti: Handiɗi kuʋa ŋaŋga, nokuti mumba maŋgu hamuneɀokudya neɀokufuka; musandiita mutoŋgi waʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pazuva iro achadanidzira achiti, “Handigoni kugadzirisa zvinhu. Handina chokudya kana chokufuka mumba mangu; musandiita mutungamiri wavanhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro achadanidzira, achiti, “Handidi kuva n'anga, nokuti mumba mangu hamune zvokudya nezvokufuka; musandiita mutongi wavanhu.”
Shona 2009?
Zvino nezuva iro achadanidzira, achiti, "Handidi kuva n'anga, nokuti mumba mangu hamune zvokudya nezvokufuka; musandiita mutongi wavanhu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro achadanidzira, achiti, “Handidi kuva chiremba, nokuti mumba mangu hamuna zvokudya nezvokufuka; musandiita mutongi wavanhu.”