Isaiah 30:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi noMutȿene waIsraeri: Ɀamunoɀidza shoko iri, muciʋimba nokumanikidzwa nokunyeŋgera, muciɀitenda iɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi noMutsvene waIsraeri, “Nokuti makaramba shoko rangu iri, mukasendamira pakumanikidza uye mukavimba nokunyengera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka zvanzi naiye Anoera waIsiraeri “Pamusana pokuti imi muri kuramba shoko irori muchivimba nokuonesa vanhu ndondo nouipi muchibva mazendama chaizvo pazviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvanzi noMutsvene waIsiraeri, “Zvamunozvidza shoko iri, muchivimba nokumanikidzwa nokunyengera, muchizvitenda izvo;
Shona 2009?
Naizvozvo zvanzi noMutsvene waIsiraeri, "Zvamunozvidza shoko iri, muchivimba nokumanikidzwa nokunyengera, muchizvitenda izvo;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvanzi noMutsvene waIsiraeri, “Zvamunozvidza shoko iri, muchivimba nokumanikidzwa nokunyengera, muchizvitenda izvo;