Isaiah 30:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo kuipa uku kucaʋa kwamuri sapakakoromoka panoɗa kuwa, panotȿeyama paruȿiŋgo rwakareɓa, panowa kamŋe‐kamŋe pakarepo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
chivi ichi chichava kwamuri sorusvingo, rwakatsemuka nokufutunuka, runoondomoka pakarepo uye nokukurumidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo uipi ihwohwu huchakupfukirai sezvinoita rusvingo rurefu rune mutswe, runofutunukira kunze, runoti kana rwokoromoka runobva rwati pakarepo pasi rikiti nenguva isipi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo kuipa uku kuchava kwamuri sapakakoromoka panoda kuwa, panotseyama parusvingo rwakareba, panowa kamwekamwe pakarepo.
Shona 2009?
naizvozvo kuipa uku kuchava kwamuri sapakakoromoka panoda kuwa, panotsveyama parusvingo rwakareba, panowa kamwekamwe pakarepo.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo kuipa uku kuchava kwamuri sapakakoromoka panoda kuwa, panotseyama parusvingo rwakareba, panowa kamwe–kamwe pakarepo.