Isaiah 30:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge Ishe akakupai ciŋgwa cenhamo nemvura yokutambudzika, kunyaŋge ɀakaɗaro ʋadzidzisi ʋenyu haʋaŋgazoʋandi, asi meso enyu acaʋona ʋadzidzisi ʋenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange Ishe achikupai chingwa chenhamo nemvura yokutambudzika, vadzidzi venyu havachazovanzwizve; muchavaona nameso enyu pachenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvazvo Tenzi achikuitai kuti zvimhingamupinyi zvive chokudya chenyu nhamo iri mvura yenyu yokunwa, Mudzidzisi wenyu haachazvivanzi kwamuri. Asi kuti imi nameso enyu muchatoona Mudzidzisi wenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange Ishe akakupai chingwa chenhamo nemvura yokutambudzika, kunyange zvakadaro vadzidzisi venyu havangavandi, asi meso enyu achaona vadzidzisi venyu;
Shona 2009?
Kunyange Ishe akakupai chingwa chenhamo nemvura yokutambudzika, kunyange zvakadaro vadzidzisi venyu havangavandi, asi meso enyu achaona vadzidzisi venyu;
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe Ishe akakupai chingwa chenhamo nemvura yokutambudzika, kunyangwe zvakadaro vadzidzisi venyu havangavandi, asi meso enyu achaona vadzidzisi venyu;