Isaiah 30:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nzeʋe dzenyu dzicanzwa shoko shure kwenyu, riciti: Heyi nzira, fambai nayo! kana muciɗa kutsaukira kurudyi, kana ɀimŋe muciɗa kutsaukira kuruɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange mukatendeukira kurudyi kana kuruboshwe, nzeve dzenyu dzichanzwa inzwi mumashure menyu, richiti, “Iyi ndiyo nzira, fambai mairi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti pamunenge mava kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe muchatonzwa inzwi munzeve dzenyu richiti, “Nzira ndeyiyi itevedzei iyoyo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu, richiti, “Heyi nzira, fambai nayo!” Kana muchida kutsaukira kurudyi, kana zvimwe muchida kutsaukira kuruboshwe.
Shona 2009?
nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu, richiti, "Heyi nzira, fambai nayo!" Kana muchida kutsaukira kurudyi, kana zvimwe muchida kutsaukira kuruboshwe.
Shona SUB 2002 Bible
nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu, richiti, “Heyi nzira, fambai nayo!” Kana muchida kutsaukira kurudyi, kana zvimwe muchida kutsaukira kuruboshwe.