Isaiah 30:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, zita raJehova rinobva kure, ricipisa nokutsamŋa kwake, riciɓuɗisa ʋutsi ʋuzhinji; miromo yake izere nehasha, rurimi rwake rwakafanana nomŋoto unopedza ɀose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, Zita raJehovha rasvika richibva kure, rine hasha dzinopfuta moto namakore noutsi akasviba kuti ndo-o; miromo yake yakazara nokutsamwa, uye rurimi rwake moto unoparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai munzwe, Tenzi anouya muzita rake achibva kure kure akaviruka nehasha dzake ari muutsi hwakati kwirindindi huri kutogoka mudenga nomuromo wake ari kutaura ari kutaura azere nehasha, rurimi rwake ruchinge moto unopisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, zita raJehovha rinobva kure, richipisa nokutsamwa kwake, richibudisa utsi uzhinji; miromo yake izere nehasha, rurimi rwake rwakafanana nomoto unopedza zvose;
Shona 2009?
Tarirai, zita raJehovha rinobva kure, richipisa nokutsamwa kwake, richibudisa utsi uzhinji; miromo yake izere nehasha, rurimi rwake rwakafanana nomoto unopedza zvose;
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, zita raJehovha rinobva kure, richipisa nokutsamwa kwake, richibudisa utsi uzhinji; miromo yake izere nehasha, rurimi rwake rwakafanana nomoto unopedza zvose;