Isaiah 30:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo simba raFarao ricakunyadzisai, kuʋanda kwenyu mumumvuri waFarao kucaʋa kukaŋganisa kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kudzivirira kwaFaro kuchava kunyadziswa kwenyu, mumvuri weIjipiti uchakuvigirai kunyadziswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo kudzivirira kwaFarao ikoko kuchapinduka kukakunyadzisai, iye dumba nomumvuri weIjipiti opinduka ova anokunyadzisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo simba raFarao richakunyadzisai, kuvanda kwenyu mumumvuri waFarao kuchava kukanganisa kwenyu.
Shona 2009?
Naizvozvo simba raFarao richakunyadzisai, kuvanda kwenyu mumumvuri waFarao kuchava kukanganisa kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo simba raFarao richakunyadzisai, kuvanda kwenyu mumumvuri waFarao kuchava kukanganisa kwenyu.