Isaiah 30:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋacanyadziswa pamsoro porudzi rwaʋanhu ʋasiŋgagoni kuʋafumisa, ʋasiŋgaʋaɓatsiri kana kuʋafumisa, asi kuʋanyadzisa nokuʋashoʋodza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mumwe nomumwe wavo achanyadziswa nokuda kwavanhu vasina betsero kwavari, vasingavavigiri rubatsiro kana ruyamuro, asi kunyadziswa chete nokuzvidzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
munhu wose zvake achanyara navanhu vasina chavanovabatsira vasina rubatsiro kana chimuko asi kunyara nokunyadziswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vose vachanyadziswa pamusoro porudzi rwavanhu vasingagoni kuvapfumisa, vasingavabatsiri kana kuvapfumisa, asi kuvanyadzisa nokuvashovodza.”
Shona 2009?
"Vose vachanyadziswa pamusoro porudzi rwavanhu vasingagoni kuvafumisa, vasingavabatsiri kana kuvafumisa, asi kuvanyadzisa nokuvashovodza."
Shona SUB 2002 Bible
“Vose vachanyadziswa pamusoro porudzi rwavanhu vasingagoni kuvapfumisa, vasingavabatsiri kana kuvapfumisa, asi kuvanyadzisa nokuvashovodza.”