Isaiah 30:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aʋa rudzi runo ndi mukira, ʋana ʋanenhema, ʋana ʋasiŋgaɗi kunzwa murairo waJehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vanhu vakapanduka, vana vokunyengera, vana vasingadi kunzwa kurayira kwaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murayiro waJehovha;
Shona 2009?
Nokuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murayiro waJehovha;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murairo waJehovha;