Isaiah 31:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seshiri dzinoeŋgerera, saiɀoɀo Jehova ucataʋirira Jerusarema; ucaritaʋirira nokurirwira, ucariɗarika nokurisunuŋgura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Seshiri dzinobhururuka pamusoro, Jehovha Wamasimba Ose achadzivirira Jerusarema; acharidzivirira nokurirwira, achadarika pamusoro paro uye acharisunungura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvinoita shiri kudzengerera mudenga, ndizvowo zvichaita Tenzi wehondo nehondo achidzivirira Jerusaremu, acharidzivirira achirinunura achirichengetedza achiriponesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Seshiri dzinodzengerera, saizvozvo Jehovha achatavirira Jerusaremu; acharitavirira nokurirwira, acharidarika nokurisunungura.”
Shona 2009?
Seshiri dzinodzengerera, saizvozvo Jehovha achatavirira Jerusaremu; acharitavirira nokurirwira, acharidarika nokurisunungura."
Shona SUB 2002 Bible
Seshiri dzinodzengerera, saizvozvo Jehovha achatavirira Jerusaremu; acharitavirira nokurirwira, acharidarika nokurisunungura.”