Isaiah 31:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muAsiria ucawa nomunondo usati uri womunhu; munondo usati uri waʋanhu ucamudya; ucatiza pamberi pomunondo, namajaya ake acaɓatira cibaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asiria ichawisirwa pasi nomunondo usati uri womunhu; munondo, kwete wavanhu, uchavapedza. Vachatiza pamberi pomunondo uye majaya avo achaiswa kuchibharo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“VaAsiria vachaparadzwa nebakatwa asi risiri bakatwa romunhu richavaparadza, vachatiza bakatwa majaya avo agoiswa kubasa rechibharo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muAsiria achawa nomunondo usati uri womunhu; munondo usati uri wavanhu uchamudya; achatiza pamberi pomunondo, namajaya ake achabatirwa chibharo.
Shona 2009?
Ipapo muAsiria achawa nomunondo usati uri womunhu; munondo usati uri wavanhu uchamudya; achatiza pamberi pomunondo, namajaya ake achabatirwa chibharo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muAsiria achawa nomunondo usati uri womunhu; munondo usati uri wavanhu uchamudya; achatiza pamberi pomunondo, namajaya ake achabatirwa chibharo.