Isaiah 32:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, mambo ucaɓata ʋushe nokururama, macinda acaɓata aciruramisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai mambo achatonga nokururama, uye vatongi vachatonga nokururamisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai, kana mambo ava kutonga noururami makurukota ava kutonga noruenzaniso,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, mambo achabata ushe nokururama, machinda achabata achiruramisira.
Shona 2009?
Tarirai, mambo achabata ushe nokururama, machinda achabata achiruramisira.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, mambo achabata ushe nokururama, machinda achabata achiruramisira.