Isaiah 32:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaɀiroʋa ɀifuʋa nokuɗa kweminda yaifadza, nomuzambiriŋga waiɓereka ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muzvirove zvipfuva nokuda kweminda yakanaka, nokuda kwezvibereko zvemizambiringa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Batai gotsi mucheme, minda yakanakisa yemiti yemigirepisi inobereka muchero
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachazvirova zvipfuva nokuda kweminda yaifadza, nomudzambiringa waibereka zvakanaka.
Shona 2009?
Vachazvirova zvipfuva nokuda kweminda yaifadza, nomuzambiringa waibereka zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Vachazvirova zvipfuva nokuda kweminda yaifadza, nomuzambiringa waibereka zvakanaka.