Isaiah 32:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo kururamisira kucagara murenje, kururama kucagara mumunda unoɓereka ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kururamisira kuchagara kugwenga uye kururama kuchagara kumunda wakaorera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ruenzaniso ruchawanika kunyange nokurenje ururami huchiwanika kunyange nomumunda unobereka zvirimwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo kururamisira kuchagara murenje, kururama kuchagara mumunda unobereka zvakanaka.
Shona 2009?
Ipapo kururamisira kuchagara murenje, kururama kuchagara mumunda unobereka zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo kururamisira kuchagara murenje, kururama kuchagara mumunda unobereka zvakanaka.