Isaiah 32:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Meso aʋanoʋona haaŋgatsinzini, nzeʋe dzaʋanonzwa dzicaterera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo meso avose vanoona haachazotsinzini, uye nzeve dzavanonzwa dzichateerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maziso avanofanira kuti vatarise zvinhu haazotsinzinya nenzeve dzavanofanira kunzwa dzichateerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Meso avanoona haangatsinzini, nzeve dzavanonzwa dzichateerera.
Shona 2009?
Meso avanoona haangatsinzini, nzeve dzavanonzwa dzichateerera.
Shona SUB 2002 Bible
Meso avanoona haangatsinzini, nzeve dzavanonzwa dzichateerera.