Isaiah 32:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo yaʋanotaura ʋasiŋgaraŋgariri ɀakanaka icanzwisisa ziʋo, marimi aʋanokakamira acaziʋa kutaura ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndangariro dzavanokurumidzira zvinhu dzichaziva nokunzwisisa, uye vanokakama vachataura zvakanaka uye zvinonzwika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vane pfungwa yokuti zvose ndezvechimbichimbi vachava nourongwa hwakanaka, vanokakama vachataura vasingazezi, uye zvinonzwika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo yavanotaura vasingarangariri zvakanaka ichanzwisisa ruzivo, marimi avanokakamira achaziva kutaura zvakanaka.
Shona 2009?
moyo yavanotaura vasingarangariri zvakanaka ichanzwisisa ruzivo, marimi avanokakamira achaziva kutaura zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo yavanotaura vasingarangariri zvakanaka ichanzwisisa ruzivo, marimi avanokakamira achaziva kutaura zvakanaka.