Isaiah 32:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mitoʋo yomunyeŋgeri yakaipa; unofuŋga mano akaipa, kuti aparadze ʋanyoro namashoko enhema, kunyaŋge unoshaiwa acitaura ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzira dzousina mano dzakaipa, anoita rangano dzakaipa kuti aparadze varombo nenhema, kunyange chichemo chaanoshayiwa chakanaka hacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinoitwa navanoudyire zvakashata vanoronga mazano akaipa kuti varozve varombo nenhema dzavanotaura vachitadzisa vanotambura kuwana zvinhu zvavane mvumo yokuti vawane.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mitoo yomunyengeri yakaipa; anofunga mano akaipa, kuti aparadze vanyoro namashoko enhema, kunyange anoshaiwa achitaura zvakanaka.
Shona 2009?
Mitoo yomunyengeri yakaipa; anofunga mano akaipa, kuti aparadze vanyoro namashoko enhema, kunyange anoshaiwa achitaura zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Mitoo yomunyengeri yakaipa; anofunga mano akaipa, kuti aparadze vanyoro namashoko enhema, kunyangwe anoshaiwa achitaura zvakanaka.